Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Zvapupu zvaJehovha Zvinoparidza Mashoko Akanaka Munyika Yose

Ava makore anopfuura 100, Zvapupu zvaJehovha zvichiparidza mashoko akanaka munyika yose. Vanoparidza mashoko aya mumazana emitauro uye munyika dzinopfuura 200. Nei basa iri richikosha? Vari kuzviita sei kuti basa iri riitwe pasi rose? Vhidhiyo ino inopindura mibvunzo iyoyo nokuratidza mabasa atinoita pasi rose.