Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Yeuka Mudzimai waRoti

Iye zvino tinofanira kunyatsoteerera nyevero yakapiwa naJesu makore anenge 2 000 apfuura. Tarisa uone zvakaitwa naBrian naGloria kuti vadzivirire mhuri yavo.

Yeuka Mudzimai waRoti​—Chikamu 1

Tarisa uone mhuri iri kuedza kuita zvese zviri zviviri, kushumira Mwari uye kutsvaga pfuma.

Yeuka Mudzimai waRoti​—Chikamu 2

Chii chinogona kuita tipedzisire tisingachakoshesi zvinhu zvekunamata uye kuva netsika dzakanaka?

Yeuka Mudzimai waRoti​—Chikamu 3

Jesu akataura nyaya iyoyo kuti atichenjedze. Dai mudzimai waRoti akateerera, asina kuparadzwa. Hatidi kuti zviitikewo kwatiri.