Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Maonero Evamwe Nezvekwakabva Upenyu

Vanhu vakasiyana-siyana vanotsanangura kuti chakaita kuti vatange kubvuma kuti Musiki ariko.

Monica Richardson: Chiremba Anotsanangura Kutenda Kwake

Aisava nechokwadi kuti zvinhu zvinoitika mwana paanoberekwa zvakangoitika zvega here kana kuti zvakaitwa neMusiki. Neruzivo rwake sachiremba, zvii zvaakazoona?

Massimo Tistarelli: Nyanzvi yeRobotics Inotsanangura Kutenda Kwayo

Madiro aiita zvesainzi akazoita afunge patsva nezvenyaya yeevolution.

Petr Muzny: Purofesa Wezvemitemo Anotsanangura Kutenda Kwake

Akaberekerwa munyika yaiva neutongi hwechiCommunist. Zvaionekwa sezvisina musoro kufunga kuti kune Musiki. Inzwa kuti chii chakaita kuti achinje mafungiro ake.

Irène Hof Laurenceau: Chiremba Wemabhonzo Anotsanangura Kutenda Kwake

Basa rake rekuisira makumbo akagadzirwa nevanhu rakaita kuti atange kusava nechokwadi nezvaaitenda zvekuti zvinhu zvakaita zvekushanduka shanduka.