Nyaya yaJosiya: Ida Jehovha; Venga Zvakaipa

Kuda Jehovha kunoita kuti Mambo Josiya atange kufamba achiparadza kunamata kwenhema munyika. Achabudirira here pasinei nekutyisidzirwa uye kupikiswa?

Nyaya yaJosiya: Ida Jehovha; Venga Zvakaipa—Chikamu I

Josiya akapoteredzwa nevanhu vanonamata Bhaari. Achaita zvinodiwa naJehovha here?

Nyaya yaJosiya: Ida Jehovha; Venga Zvakaipa—Chikamu II

Mambo Josiya akashinga kubvisa kunamata kwenhema uye kuita kuti vanhu vade Jehovha Mwari uye vaite zvakarurama. Achabudirira here?