Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

NHARIREYOMURINDI DECEMBER 2015

Unokwanisa Kunzwisisa Bhaibheri

Wakambozvibvunzawo here kuti, ‘Sei Bhaibheri rakaoma kunzwisisa?’

Sei Tichifanira Kunzwisisa Bhaibheri?

Vakawanda vanoremedza bhuku iri asi havazivi kuti rinogona kuvabatsira sei.

Bhuku Rinofanira Kunzwisiswa

Pane zvinhu 4 zvinoratidza kuti Bhaibheri rinofanira kunzwisiswa nevanhu vose.

Ndekupi Kwaungawana Rubatsiro Rwekuti Unzwisise Bhaibheri?

Kana Bhaibheri rakanyorwa kuti vanhu varinzwisise, nei uchifanira kubatsirwa kuti urinzwisise?

Unyengeri! Huchazombopera Here?

Vanyengeri vakaita kuti usiye zvematongerwo enyika, zvechitendero, kana kuti zvebhizimisi here?

Waizviziva Here?

Ndizvo here kuti vaJudha vakauya kuJerusarema paPendekosti yemugore ra33 C.E. vaibva ‘kumarudzi ose evanhu vari pasi pedenga’?

Petro Ndiye Aiva Papa Wokutanga Here?

Jesu airevei paakati: “Ndiwe Petirosi [Petro], pamusoro poruware urwu ndichavaka kereke yangu”?

Pane Chakaipa Here Nezvinoitwa paKrisimasi?

Kunyange zvazvo zvinoitwa paKrisimasi zvakatanga nevahedheni, izvozvo zvingatadzisa munhu kuipemberera here?

Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa

Nei Mwari achifarira vanoda chokwadi?

Zvimwe Zviri paIndaneti

Sayenzi Inowirirana Nezviri muBhaibheri Here?

Sayenzi iri muBhaibheri ine painorasika here?