Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

NHARIREYOMURINDI MAY 2015

Mugumo Wava Pedyo Here?

Paunonzwa mashoko ekuti, “Mugumo wava pedyo!” unofunga nezvechii? Zvaunofunga izvozvo zvinoita kuti unetseke here?

Chii Chinonzi ‘Mugumo’

Waizviziva here kuti Bhaibheri rinotaura zvakanaka zvichaitika kana ‘mugumo’ wauya?

Mugumo Wava Pedyo Here?

Ona mhinduro yacho kubva pane zvinotaurwa neBhaibheri pamusoro pezvimwe zvinhu 4 zvinoratidza kuti mugumo wava pedyo.

Vakawanda Vachapona Pamugumo—Newewo Unogona Kupona

Vachapona sei? Nekuunganidza zvinhu kana kuti zvimwewo zvavanoda kuzoshandisa kana zuva iroro rasvika here?

Waizviziva Here?

Zvakawanikwa pakuchera matongo zvinotsigira zvinotaurwa neBhaibheri here? Shumba dzakapedzisira kuwanika riini muParestina?

Ndakadzidza Kuti Jehovha Ane Ngoni Uye Anoregerera

Kutsotsa vanhu ndihwo hwakanga hwatova upenyu hwaNormand Pelletier. Asi pane imwe vhesi yaakaverenga muBhaibheri yakamuchemedza.

‘Ndiri Pachinzvimbo chaMwari Here?’

Mhuri yenyu yakambovengana here, kana kutadza kuwirirana, kuva negodo, kana kuti kutadza kuvimbana? Kana izvi zvakamboitika, nyaya iri muBhaibheri yaJosefa inogona kukubatsira.

Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa

Sei Zuva Rekutongwa Richizova Makore 1 000?

Zvimwe Zviri paIndaneti

Umambo hwaMwari Huchaitei?

Ona zvichaitika kana Umambo hwaMwari hwava kutonga pasi pano.