Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

NHARIREYOMURINDI APRIL 2015

Ungada Here Kudzidza Bhaibheri?

Mamiriyoni evanhu pasi rose ari kubatsirwa nechirongwa chekudzidza Bhaibheri cheZvapupu zvaJehovha. Onawo kuti chingakubatsirawo sei.

Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri?

Wakambova nekapfungwa kekuti, ‘Handina nguva yacho,’ kana kuti ‘Ndinotya kuzokunyeperai’ here?

Chirongwa Chekudzidza Bhaibheri Chemunhu Wose

Wana mhinduro dzemibvunzo 8 inowanzobvunzwa nezvebasa iri rekudzidzisa vanhu Bhaibheri.

Mibvunzo Mitatu Yakachinja Upenyu Hwangu

Mudzidzisi paakava mudzidzi, mudzidzi akava mudzidzisi, Doris Eldred akawana mhinduro dzinogutsa dzemibvunzo yake pamusoro peupenyu.

Kuwana Chinhu Chinokosha Chekare-kare Mumarara

The Rylands fragment ndicho chinyorwa chekaresa pazvimwe zvinyorwa zveMagwaro echiKristu echiGiriki zvati zvawanikwa.

Sei Tichifanira Kuyeuka Rufu rwaJesu?

Vanhu vakawanda vanopemberera zuva rekuberekwa kwaJesu paKrisimasi uye vanopemberera kumuka kwake paIsita. Asi sei Zvapupu zvaJehovha zvichiyeuka rufu rwaJesu?

Waizviziva Here?

Mukuru weuto aiita basa rei muuto reRoma? Magirazi ekuzvitarisa aishandiswa munguva inotaurwa muBhaibheri akasiyana sei neemazuva ano?

Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa

Nguva ichazombosvika here yekuti vanhu vose vanenge vaine rudo?

Zvimwe Zviri paIndaneti

Bhaibheri Rinobva Kuna Mwari Here?

Vanyori vakawanda veBhaibheri vairatidza kuti Mwari ndiye aivatungamirira pane zvavainyora. Nei vaidaro?