Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Nharireyomurindi  |  March 2015

 NYAYA IRI PAKAVHA | JESU ANOTIPONESA—PACHII?

Rufu rwaJesu Rwuchayeukwa—Riini Uye Kupi?

Rufu rwaJesu Rwuchayeukwa—Riini Uye Kupi?

Usiku hwokupedzisira asati afa, Jesu akaudza vadzidzi vake kuti vazoyeuka kutifira kwaakanga ava kuda kuita. Akavaudza kuti: “Rambai muchiita izvi muchindiyeuka.”—Ruka 22:19.

Gore rino, musi wakataura Jesu kuti tinofanira kuyeuka rufu rwake unoenderana nemusi weChishanu 3 April, zuva ranyura. Zvapupu zvaJehovha zvinokukoka nemhuri yako kuti muuyewo kuzoteerera pachatsanangurwa kuti sei kufa kwakaita Jesu kuchikosha uye kuti kunogona kukubatsira sei.

 

Inzwa zvimwe

NEZVEDU

Kuyeuka Kufa kwaJesu

Gore negore, mamiriyoni anoungana kuti ayeuke zuva rekufa kwaJesu. Uri kukokwa kuti uzodzidza kuti chiitiko ichi chinokosha chingakubatsira sei.