Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

NHARIREYOMURINDI June 2014 | Maonero Anoita Mwari Kusvuta

Kuziva zvinofungwa naMwari kunogona kukubatsira kusiya fodya.

NYAYA IRI PAKAVHA

Dambudziko Renyika Yose

Nei richiramba riripo pasinei nezviri kuitwa kuti rimiswe?

NYAYA IRI PAKAVHA

Mwari Anoona Sei Kusvuta?

Bhaibheri haritombotauri nezvefodya, saka tingaziva sei?

Wakamboravira Chingwa Choupenyu Here?

Nei Jesu akati aiva chingwa choupenyu uye chingwa chakabva kudenga?

Ndichazomboona Madzitateguru Angu Here?

Bhaibheri rinoti Mwari achamutsawo vanhu vasina kururama kubva murufu. Achaitirei izvozvo?

Varume Vatatu Vaitsvaka Chokwadi Kuma1500—Vakawanei?

Capito, Cellarius, naCampanus, vakaita zvakazoita kuti vapikisane neChechi yeRoma nevakabuda mairi.

Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa

Chinangwa chekuvapo kwenyika chichazadziswa here?

Zvimwe Zviri paIndaneti

Kutambura Kwatiri Kuita Kunokonzerwa naMwari Here?

Munhu wose anogona kusangana nematambudziko kunyange vaya vanonamata Mwari. Nemhaka yei?