Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

NHARIREYOMURINDI APRIL 2014

Unofanira Kunyengetera Here?

Kana Mwari achitoziva zvatinoda, tinofanira kunyengetera here? Bhaibheri rinopindura mubvunzo uyu.

Nei Vanhu Vachinyengetera?

Vanhu vakawanda vasingatendi kuti Mwari ariko vanotonyengeterawo. Nei?

Unofanira Kunyengetera Here?

Mwari anogona kupindura minyengetero asingaiti zvishamiso

Vaipindura Mibvunzo Yose Vachishandisa Bhaibheri!

Isolina Lamela aiva sisita wechechi yeRoma, ndokuzotanga kurwira kodzero dzevanhu, asi akazoodzwa mwoyo nezvose zviri zviviri. Akazoonana neZvapupu zvaJehovha izvo zvakamubatsira zvichishandisa Bhaibheri kuti ave neupenyu hune chinangwa.

Unogona Kukunda Muedzo!

Zvinhu zvitatu zvinogona kukubatsira kukunda muedzo.

Waizviziva Here?

Zvii zvaigona kuitika kumuranda ainge atiza muRoma yekare? Nei dhayi yepepuru yekuTire yaidhura kupfuura dzose panyika?

Thomas Emlyn—Aimhura Here Kana Kuti Aitsigira Chokwadi?

Kutsvagurudza kwake muBhaibheri kwakaita kuti apesane neChurch of Ireland, uye nedare reQueen’s Court.

Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa

Jesu achaita kuti panyika pave nerugare.

Zvimwe Zviri paIndaneti

Tinoraramirei?

Wakambozvibvunza here kuti, ‘Tinoraramirei?’ Ona kuti Bhaibheri rinopindura sei mubvunzo uyu.