Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

NHARIREYOMURINDI JULY 2013

Unogona Kuvimba Nechitendero Chako Here?

Vanhu vakawanda vanoomerwa nokuvimba nechitendero nokuti vakamboodzwa mwoyo. Dzidza zvakawanda nezvechitendero chakakodzera kuti uvimbe nacho.

Nei Uchifanira Kuongorora Chitendero Chako?

Kana uine chitendero chako, zvinoreva kuti uri kuisa upenyu hwako hweramangwana uye kuponeswa kwako mumaoko echitendero ichocho.

Ungavimba Nechitendero Chako Here Panyaya Dzemari?

Zvitendero zviri kwaunogara zvinotorera vanhu mari nenzira dzakahwanda uye dzimwe dziri pachena here? Izvozvo zvinoenderana nezviri muBhaibheri here?

Ungavimba Nechitendero Chako Here Panyaya Dzehondo?

Jesu akadzidzisa vateveri vake kuti vade vavakidzani vavo. Mazuva ano zvitendero zviri kutevedzera murayiro uyu here?

Ungavimba Nechitendero Chako Here Panyaya Dzetsika?

Vatungamiriri vezvitendero vakawanda havana kuratidza muenzaniso wakanaka panyaya dzetsika. Mwari ane basa netsika dzedu here?

Pane Chitendero Chaungavimba Nacho Here?

Wakamboodzwa mwoyo nechitendero here? Kana zvakadaro zvingasava nyore kuva nechitendero chaunovimba nacho. Kudzidza Bhaibheri kungabatsira sei?

Kuita Kuti Wanano Yechipiri Ibudirire

Wanano yechipiri inogona kuunza zvipingamupinyi zvaisava muwanano yokutanga. Vari muwanano vangabudirira sei?

‘Anozadza Mwoyo Yedu Kwazvo’

Zuva roga roga, Mwari anoita kuti vanhu vabatsirwe nezvakanaka zvakawanda zvaanoita, kunyange vaya vasingamuongi zvachose.

“Handichafungi Kuti Ndinofanira Kuchinja Nyika”

Kudzidza Bhaibheri kwakabatsira sei munhu airwira kodzero dzevanhu nemhuka kuti adzidze chichaita kuti magariro evanhu achinje?

Mwari Ane Hanya Nokutambura Kwedu Here?

Vamwe vanhu havana chokwadi kana Mwari ariko pamusana pekutambura kwavanoona. Ona kubva muShoko rake Bhaibheri kuti Mwari anonzwa sei nokutambura kwedu.

Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa

Vanhu vakaedza kuita zvakawanda kuti vasakwegura, kunyange zvakadaro hapana munhu akakwanisa kuwana upenyu husingaperi. Nei?

Zvimwe Zviri paIndaneti

Sei Zvapupu zvaJehovha Zvichiparidzira Vanhu Vanotova Nechitendero Chavo?

Chii chinoita kuti tide kuparidzira vanhu vanotova nechitendero chavo?