Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

NHARIREYOMURINDI MAY 2013

Mwari Ane Utsinye Here?

Njodzi dzinongoitika dzega dzatinoona mazuva ano uye nhoroondo dziri muBhaibheri dzokurangwa kwakaitwa vamwe vanhu naMwari dzinoita kuti vamwe vasava nechokwadi kana Mwari akanaka. Pane here zvinonyatsoratidza kuti Mwari ane utsinye?

Sei Vanhu Vachiti Mwari Ane Utsinye?

Vakawanda vanofunga kuti Mwari ane utsinye kana kuti haana basa nevanhu. Bhaibheri rinotii?

Njodzi Dzinongoitika Dzega—Dzinoratidza Kuti Mwari Ane Utsinye Here?

Sezvo Mwari wechokwadi achivenga utsinye, sei achibvumira kuti njodzi dzinongoitika dzega dziuraye vanhu vasina mhosva?

Kuranga kwaMwari Kwairatidza Utsinye Here?

Kuti tipindure mubvunzo uyu, ngatimboongororai muchidimbu kurangwa kuviri kwakaitwa vanhu naMwari kuri muBhaibheri, kureva Mafashamo emunguva yaNoa uye kuparadzwa kwevaKenani.

Uchavimba naMwari Here?

Ona kuti uchagutsikana sei kana ukaziva Mwari seShamwari yaunovimba nayo.

“Ndaida Chaizvo Kuva Mupristi”

Kubvira achiri muduku, Roberto Pacheco aida kuva mupristi wechechi yeRoma. Ona kuti chii chakazochinja upenyu hwake.

Kudyidzana Kwamungaita Nevamwe Kana Muri Mumhuri Yokurera

Mazano eBhaibheri angabatsira sei vabereki vokurera kuti vadyidzane neshamwari, hama kunyangewo newavakanga vakaroorana naye?

Jehovha Ane Hanya Newe Zvechokwadi Here?

Zvakakuomera here kubvuma kuti Mwari ane hanya newe pachako? Mashoko aJesu ari pana Johani 6:44 ane uchapupu hunoratidza kuti Mwari ane hanya nemunhu mumwe nomumwe.

Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa

Mwari anokanganwira kunyange zvivi zvakakura here? Tinofanira kuitei kana tichida kufarirwa naMwari?

Zvimwe Zviri paIndaneti

Zvapupu zvaJehovha Zvinofunga Kuti Ndizvo Chete Zvichaponeswa Here?

Bhaibheri rinotaura kuti ndivanaani vachaponeswa.