Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

NHARIREYOMURINDI MARCH 2013

Kumutswa kwaJesu—Kunokubatsira Sei?

Kumutswa kwaJesu kune zvakunoreva here muupenyu hwako mazuva ano?

Jesu Akamutswa Zvechokwadi Here?

Sezvo kumutswa kwaJesu iri dzidziso inokosha chaizvo muBhaibheri, tinoda kuziva kana kwakanyatsoitika.

Kumutswa kwaJesu Kunoita Kuti Vamwe Vawane Upenyu

Chimbofungidzira uchirarama nokusingaperi usingarwari, usingatamburi uye usina chinokushungurudza

Waizviziva Here?

VaJudha vomunguva yaJesu vaigadzirira sei mitumbi yevakafa kuti vazovaviga? Jesu akavigwa zvakafanana nezvaiitwa vamwe vaJudha here?

Jesu Akavimbisa Mutadzi Kuti Aizorarama Kudenga Here?

Jesu akavimbisa mutadzi kuti: “Uchava neni muParadhiso.” Airevei?

“Ndaizviona, Asi Handina Kuzvinzwisisa”

Olivier akasangana nematambudziko nokuti aiva matsi. Ona kuti Jehovha akamubatsira sei.

“Murayiro Wokutanga Pane Yose Ndoupi?”

Zvinodiwa naMwari kwatiri zvinogona kungopfupikiswa kuita shoko rimwe chete.

Petro naAnaniyasi Vakanyepa—Tingadzidzei?

Ona kuti nei mumwe munhu akaregererwa kunyepa kwaakaita asi mumwe wacho asina kuregererwa.

Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa

Nei Jesu achinzi Mwanakomana waMwari? Akasikwa rini?

Zvimwe Zviri paIndaneti

Zvapupu zvaJehovha vaKristu Here?

Tapota ona kuti takasiyana sei nezvitendero zvinozviti ndezvechiKristu.