Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

NHARIREYOMURINDI (YOKUDZIDZA) JUNE 2015

Magazini ino ine nyaya dzichadzidzwa musi wa27 July kusvika August?30, 2015.

Kristu—Simba raMwari

Zvishamiso zvaJesu hazvina kungobatsira vaIsraeri chete, asiwo zvairatidza zvaachaitira vanhu munguva pfupi iri kuuya.

Aida Vanhu

Maitiro aiita Jesu zvishamiso, airatidza kuti munhu akaita sei?

Tinogona Kuramba Takachena

Bhaibheri rinotaura zvinhu zvitatu zvinotibatsira kuti tikunde zvido zvounzenza.

“Kana Kingsley Achizvigona, Handingambozvitadzi!”

Kingsley, wokuSri Lanka, akatora nguva yakareba chaizvo achigadzirira hurukuro yaaizopa mumaminitsi mashomanana chete.

Mararamiro Ako Ngaaenderane Nemunyengetero Womuenzaniso—Chikamu 1

Nei Jesu akatanga munyengetero uyu nemashoko okuti “Baba vedu,” kwete kuti “Baba vangu”?

Mararamiro Ako Ngaaenderane Nemunyengetero Womuenzaniso—Chikamu 2

Patinokumbira Mwari kuti atipe zvokudya zvedu zvanhasi, tinenge tisingangokumbiri zvokudya zvedu chete.

“Munofanira Kutsungirira”

Pane zvinhu zvina zvatinopiwa naJehovha zvinogona kutibatsira kutsungirira miedzo.

Unoyeuka Here?

Wakaverenga here magazini eNharireyomurindi emwedzi mishoma yapfuura? Ona kana uchiri kuyeuka.