Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

NHARIREYOMURINDI (YOKUDZIDZA) October 2014

Magazini ino ine nyaya dzichadzidzwa kubva vhiki raDecember 1 kusvika ku28, 2014.

Vakazvipa Nemwoyo Unoda—kuTaiwan

Zvapupu zvaJehovha zvinopfuura zana zvakatamira kunodiwa vaparidzi vakawanda voUmambo. Nakidzwa nokuverenga zvakaitika kwavari uye dzidza kuti vakaita sei kuti vabudirire.

Iva Nokutenda Kwakasimba muUmambo

Jehovha akashandisa sungano nhanhatu dzakatevedzana kuti asimbise kuti Umambo hwake huchazadzisa chinangwa chake. Sungano idzi dzingasimbisa sei kutenda kwedu?

Muchava “Umambo hweVapristi”

Sungano nhatu dzekupedzisira panhanhatu dzinoita kuti tivimbe neUmambo hwaMwari uye kuti tiparidze mashoko akanaka kune vamwe.

NYAYA YEUPENYU

Zvinhu Zvikuru Zvandaita Mubasa roUmambo

Mildred Olson ashumira Jehovha kwemakore anopfuura 75, kusanganisira anenge 29 ari mumishinari kuEl Salvador. Chii chinoita kuti anzwe sekuti achiri muduku?

Koshesa Chikomborero Chako Chokushanda naJehovha!

Chii chinoita kuti vanamati vaJehovha vambosendeka zvinhu zvavangashuva kuita?

“Pfungwa Dzenyu Ngadzirambe Dziri Pazvinhu Zviri Kumusoro”

Nei vaya vane tariro yekurarama panyika vachifanira kuisa pfungwa dzavo pazvinhu zviri kumusoro? Vangazviita sei?