Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

NHARIREYOMURINDI (YEKUDZIDZA) July 2014

Magazini ino ine nyaya dzichadzidzwa kubva musi wa1 kusvika 28 September, 2014.

Vakazvipa Nemwoyo Unoda kuMicronesia

Vaya vanobva kune dzimwe nyika vanoshumira muzvitsuwa zvomuPacific vanowanzosangana nematambudziko matatu. Vaparidzi voUmambo ava vanoakunda sei?

“Jehovha Anoziva Vaya Vari Vake”

“Nheyo” uye “chisimbiso” zvinotaurwa pana 2 Timoti 2:19 zvinotibatsira sei kuziva vaya vari vaJehovha?

Vanhu vaJehovha Vanoramba “Zvinhu Zvisina Kururama”

Mashoko okuti kuramba “zvinhu zvisina kururama” anoenderana sei nezvakaitika mumazuva aMosesi? Tinodzidzei pazviitiko izvozvo?

NYAYA YEUPENYU

Ndakafirwa naBaba Ndikawana Vamwe Baba

Verenga nyaya yaHama Gerrit Lösch, nhengo yeDare Rinodzora.

“Imi Muri Zvapupu Zvangu”

Zvinorevei kunzi tiri Zvapupu zvaJehovha?

“Muchava Zvapupu Zvangu”

Nei Jesu akati “muchava zvapupu zvangu,” kwete zvaJehovha? Tingaramba sei tichishingaira mubasa rokupupurira?