Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

NHARIREYOMURINDI (YOKUDZIDZA) MAY 2016

Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaJune 27 kusvika July 31, 2016.

Ratidza Rudo Paunenge Uchiedza Kuyanana Nevamwe

Chinangwa chako chinofanira kuva chei? Chinofanira here kuva chekuti ukunde, chekuita kuti mumwe abvume kuti ane mhosva, kana kuti zvimwewo?

“Endai Munoita Kuti Vanhu Vemarudzi Ose Vave Vadzidzi”

Mhinduro dzemibvunzo mina dzinoratidza kuti ndivanaani vari kuzadzisa uprofita hwaJesu nhasi.

Unosarudza Sei Zvinhu Zvine Chekuita Neupenyu Hwako?

Unofanira kuita sei panyaya dzisina murayiro wakajeka unobva muBhaibheri?

Bhaibheri Richiri Kuchinja Upenyu Hwako Here?

Mumwe murume akasiya zvekubheja, kuputa, kudhakwa, uye kushandisa madhiragi kuti akwanise kubhabhatidzwa, asi akaona kuti pane chimwe chinhu changa chakaoma kuchinja.

Nyatsobatsirwa Nezvatinopiwa naJehovha

Mafungiro api anogona kutitadzisa kubatsirwa nezvimwe zvacho?

FROM OUR ARCHIVES

“Vanhu Vakapiwa Basa Racho”

Pagungano rakaitwa muna 1919 pakaziviswa nezvebasa raizobatsira vanhu pasi rese.

Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

Chii chingabatsira vaKristu kuti vazive kana zvakakodzera kupa vashandi vehurumende zvipo kana kuti mari yekuvatenda? Ungano inogona kuratidza sei mufaro wayo kana pakapiwa chiziviso chekuti mumwe munhu adzorerwa? Chii chingangodaro chaiita kuti mvura yedziva reBhetizata raiva muJerusarema ibvongodzeke?