Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

NHARIREYOMURINDI Nhamba 6 2017 | Ndechipi Chipo Chikuru Kupfuura Zvese?

UNOFUNGEI?

Ndiani anokwanisa kupa chipo chakanakisisa muupenyu?

“Zvipo zvose zvakanaka nezvinopiwa zvose zvakakwana zvinobva kumusoro, nokuti zvinoburuka zvichibva kuna Baba vezviedza zvokudenga.”Jakobho 1:17.

Magazini iyi inotibatsira kuti tikoshese chipo chikuru chatakapiwa naMwari.

 

NYAYA IRI PAKAVHA

“Ndicho Chipo Chandakanyanya Kufarira Kupfuura Zvese”

Unoda here kupa chipo chekuti munhu wawapa anofarawo nacho?

NYAYA IRI PAKAVHA

Kutsvaga Chipo Chakanakisisa

Hazvisi nyore kutsvagira munhu chipo nekuti hauzivi kuti achachifarira here kana kuti kwete.

NYAYA IRI PAKAVHA

Ndechipi Chipo Chikuru Kupfuura Zvese?

Pazvipo zvakapiwa vanhu naMwari, pane chikuru kupfuura zvese.

Jesu Akanga Akaita Sei?

Vanhu vakawanda vakadhirowa Jesu. Bhaibheri rinoti chii nezvezvaakanga akaita?

Zvaungaita Kana Wakanganisa

Tese tinoita zvikanganiso, pasinei nezera redu kana kuti ruzivo rwatava narwo. Asi tingaita sei kana takanganisa?

Nei Kuine maBhaibheri Akasiyana-siyana?

Pane chimwe chinhu chichakubatsira kunzwisisa kuti nei kuine maBhaibheri akasiyana-siyana.

MuKristu Anofanira Kupemberera Krisimasi Here?

Vadzidzi vaJesu vaipemberera Krisimasi here?

Bhaibheri Rinotii?

Shoko rekuti Amagedhoni rinoita kuti vamwe vanhu vatye, asi rinomborevei chaizvo?

Zvimwe Zviri paIndaneti

Sei Zvapupu zvaJehovha Zvisingapembereri Krisimasi?

Vanhu vakawanda vanopemberera Krisimasi kunyange zvazvo vachiziva kuti zvakatangira kuvahedheni. Ona kuti sei Zvapupu zvaJehovha zvisingapembereri.