Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

‘Ane Hanya Newe’

‘Ane Hanya Newe’

Kunyange vamwe vanhu vakakusiya, aripo asingambofi akakusiya. Ndiani iyeye?

Mambo Dhavhidhi akati: “Kunyange kana baba vangu naamai vangu vaizondisiya, Jehovha aizonditora.”​—Pisarema 27:10.

Jehovha ndiye “Baba vengoni huru kwazvo uye Mwari wokunyaradza kwose, anotinyaradza pakutambudzika kwedu kwose.”​—2 VaKorinde 1:3, 4.

‘Kanda kuzvidya mwoyo kwako kwose paari, nokuti iye ane hanya newe.’​—1 Petro 5:7.

Kuti uzive kuti Mwari angakubatsira sei, verenga chitsauko 12 chebhuku rinonzi Bhaibheri Rinotidzidzisei? rakabudiswa neZvapupu zvaJehovha. Rinowanikawo pawebsite yedu inonzi www.jw.org