Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

MUKAI! Nhamba 6 2017 | Nyika Yakanangepi?

Nei zvinhu zviri kuwedzera kuipa munyika?

Bhaibheri rinoti: “Munhu anofamba haakwanisi kudzora nhanho dzake.”​—Jeremiya 10:23.

Magazini ino inotsanangura chinoita kuti mamiriyoni evanhu atende kuti ramangwana richange rakanaka.

 

NYAYA IRI PAKAVHA

Nyika Yakanangepi?

Wachi yeDoomsday yasarirwa nemaminitsi maviri nehafu kuti nyika yese iparare uye izvi hazvisati zvamboitika mumakore anopfuura 60 adarika! Nyika ichaparara here?

NYAYA IRI PAKAVHA

Kutsvaga Mhinduro

Zviri kutaurwa munhau zviri kuita kuti vakawanda vafunge kuti matambudziko ari kusangana nevanhu haagadzirisiki. Zvinhu zvanyanya kuipa here?

NYAYA IRI PAKAVHA

Bhaibheri Rinoti Kudii?

Matambudziko ari kuitika munyika akagara ataurwa muBhaibheri kare kare.

MAZANO EKUBATSIRA MHURI

Kudzidzisa Vana Kuzvininipisa

Dzidzisa mwana wako kuzvininipisa asi asingazozvitarisiri pasi.

NYIKA DZAKASIYANA-SIYANA

Kushanya kuNew Zealand

Kunyange zvazvo New Zealand iri kwayo yega, gore negore kunouya vashanyi vanosvika mamiriyoni matatu. Chii chinoita kuti vanhu vaende ikoko?

ZVAKAITIKA KARE

Alhazen

Unogona kunge usina kumbobvira wanzwa nezvake asi basa raakaita riri kukubatsira.

ZVINOTAURA BHAIBHERI

Zita raMwari

Vanhu vanoshandisa mazita ekuremekedza pavanenge vachitaura nezvaMwari Wemasimbaose. Asi ane zita rake chairo.

Indekisi yeMukai! dza2017

Indekisi yenyaya dzakabudiswa muna 2017.

Zvimwe Zviri paIndaneti

Taura Chokwadi

Nei uchifanira kutaura chokwadi nguva dzose?

Ndingaziva Sei Chechi Yechokwadi?

Kungonakidzwa nezvinoitwa muchechi ndiko kungabva kwaita kuti inzi ndeyechokwadi here?