Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

MUKAI! NHAMBA 6 2016

Indekisi yeMukai! dza2016

Indekisi yeMukai! dza2016

“Ndinokutendai nekutipa magazini aya.”—Amy

Amy ane vana uye zvaanoverenga mumagazini yeMukai! zvinomubatsira muupenyu hwake. Mamiriyoni evanhu ari kubatsirwa nemagazini iyi inobuda kamwe chete pamwedzi miviri yega yega. Enda pawww.jw.org kuti uverenge nyaya dziri pasi apa dzakabudiswa muna 2016.