Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

MUKAI! NHAMBA 2 2016

Bhaibheri Rinongovawo Bhuku Rakanaka Here?

Hapana rimwe bhuku rinowanikwa nevanhu vakawanda uye rakashandurirwa mumitauro yakawanda kupfuura Bhaibheri, uye pane chikonzero chakanaka chinoita kuti zvidaro

Bhaibheri Rinongovawo Bhuku Rakanaka Here?

Nei vanhu vakaisa upenyu hwavo pangozi kuti vaverenge kana kuti vangova neBhaibheri?

Kubatsira Mwana Wako Paanenge Achiyaruka

Mazano emuBhaibheri mashanu anogona kubatsira kuti nguva iyi inowanzonetsa isaomera vana.

Musayendisiti Anoongorora Nezvevana Vari Mudumbu Anotsanangura Kutenda Kwake

Purofesa Yan-Der Hsuuw aimbofunga kuti zvinhu zvakaita zvekushanduka-shanduka, asi akachinja mafungiro ake paakazova musayendisiti anoita zvekutsvakurudza.

Kuzvidya Mwoyo

Kuzvidya mwoyo kunogona kubatsira kana kuti kukuvadza. Ungaita sei kuti usanyanya kuzvidya mwoyo?

Shiri Dzinoyevedza Dzinonzi Macaws

Verenga unzwe nezveshiri idzi dzinoyevedza.

Kudanana

Ongororo dzichangobva kuitwa dziri kuratidza kuti mazano ari muBhaibheri anobatsira.

Zvimwe Zviri paIndaneti

Ndakatanga Kufinhwa Nemararamiro Andaiita

Dmitry Korshunov aiva chidhakwa chisingaiti, asi akazochinja. Tarisa vhidhiyo iyi uone chakamubatsira kuti achinje zvakadaro.

Kutanga Upenyu Hutsva Mujeri

Donald, aimbova mujeri, anotsanangura kuti kudzidza Bhaibheri kwakamubatsira sei kuti azive Mwari, achinje mararamiro ake uye awedzere kuda mudzimai wake.