Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

MUKAI! JULY 2015

Zvinhu 5 Zvaungaita Kuti Uve Noutano

Zvaunoita zvinogona kuderedza chirwere kana kuchidzivirira.

Zvaungaita Kuti Uve Noutano

Verenga unzwe zvinhu 5 zvaunogona kuita kuti urambe uine utano hwakanaka.

Tariro Kune Vasina Pekugara Uye Varombo

Mazano eBhaibheri anogona kukubatsira panyaya dzemari uye kuti usanyanye kunetseka mupfungwa.

Kudzidzisa Vana Kuti Vateerere

Iwe nemwana wako munogara muchinetsana nekuti anenge asingadi kuita zvaunomuudza here? Mazano 5 okukubatsira pakurera vana.

Zvaungaita Kuti Usimbise Imba Yako

Ukazvipira kune mumwe wako unenge wazvisungirira here, kana kuti zvinotoita kuti imba yenyu itsige?

Zvakatipoteredza

Zvichangobva kubudiswa munhau zviri kuita kuti pave nemubvunzo wekuti, “Nei vanhu vari kutadza kupedza dambudziko rokuparadzwa kwezvakatipoteredza?”

Zvimwe Zviri paIndaneti

Ndingaitei Kuti Ndirege Kunyanya Kusuruvara?

Ona kuti ungaita sei kana uine dambudziko rokusuruvara.

Kuba Kwakaipa

Mwari anoona sei kuba? Verenga Eksodho 20:15. Ona vhidhiyo uye dzidza zvakawanda kubva pane zvinoitwa naKuda.