Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

MUKAI! MARCH 2014

Nzvimbo yepaIndaneti Yakasiyana Nedzimwe

Unoda kuwedzera kunzwisisa Bhaibheri here kana kuti kunatsiridza upenyu hwemhuri yako? Uri wechiduku anoda mazano here? Nzvimbo yedu yepamutemo yepaIndaneti ine mashoko anobatsira munhu wose.

NYAYA IRI PAKAVHA

Nzvimbo yepaIndaneti Yakasiyana Nedzimwe

Ongorora nzvimbo yedu yepaIndaneti woona kuti iwe nemhuri yako mungabatsirwa sei nemazano ari muBhaibheri.

MAZANO OKUBATSIRA MHURI

Ungaitei Kuti Usafurirwa Neshamwari?

Shamwari dzinogona kuita kuti vanhu vanoita zvakanaka vapedzisire vava kuita zvinhu zvakaipa. Zvii zvaunofanira kuziva uye ungaitei kuti usafurirwa?

NYAYA IRI PAKAVHA

Zvaungaita Kuti Ushandise Nguva Zvakanaka

Imwe nzira yatingashandisa nayo zvakanaka nguva yedu ndeyekuongorora zvinhu zviviri. Ndezvipi?

MAZANO OKUBATSIRA MHURI

Mwanasikana Wenyu Paanenge Aine Zvinomunetsa

Vasikana vari kuyaruka vanonetseka chaizvo nekuchinja kunoita miviri yavo. Zvii zvingaitwa nevabereki pakuvabatsira?

ZVINOTAURA BHAIBHERI

Kuita Zvemidzimu

Vanhu vakawanda vanoda kutaura nevanhu vakafa, asi Bhaibheri rinoti kudii nezvazvo?

Zvimwe Zviri paIndaneti

Ko Kana Ndisingakwani Pachikwata Chacho?

Kuva neshamwari hakusi nyore. Unofanira kuva munhu anozivikanwa nevanhu here? Ungaita sei kuti unzwe uchikwana pane vamwe uye wova neshamwari?

Ungaita Sei Kuti Usaverengera Kuita Zvinhu?

Ona mazano anokubatsira kuti uone kuti ungaita sei kuti usaverengera kuita zvinhu!

Unoziva Sei Kuti Munhu Uyu Ndiye Wako?

Zvii zvaungaita kuti unyatsoona zvakaita munhu wauri kufarira?

Zvinotaurwa Nevezera Rako Nezvekushungurudzwa Panyaya Dzepabonde

Inzwa zvinotaurwa nevechiduku vashanu nezvekushungurudzwa uye zvaungaita kana uchinge washungurudzwa.

Mibvunzo: Ndiani Akataura Mashoko Aya? (Genesisi 41-50)

Dhaunirodha nyaya iyi paIndaneti woona kana uchigona kuziva kuti ndiani akataura mashoko acho.