Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

“Vanyoro Ndivo Vachagara Nhaka Yenyika”

“Vanyoro Ndivo Vachagara Nhaka Yenyika”

Unogona kunge wakamboona vamwe vanhu vachipomerwa mhosva dzavasina uye vamwe vachiitirwa utsinye. Zvinhu izvi zvichazombopera here?

Pisarema 37 inopindura mubvunzo iwoyo, uye ine zvimwe zvinogona kutibatsira. Inzwa zvainotaura nezvemibvunzo inotevera.

  • Tinofanira kuita sei kana tikaitirwa zvakaipa?​Vhesi 1, ne2.

  • Chii chichaitika kuvanhu vanoita zvakaipa?​Vhesi 10.

  • Vanhu vanoita zvakanaka vachava neramangwana rakaita sei?​Vhesi 11, ne29.

  • Tinofanira kuitei iye zvino?​Vhesi 34.

Mashoko akafemerwa ari muPisarema 37 anoratidza kuti vanhu ‘vanotarisira kuna Jehovha uye vanochengeta nzira yake’ vachava neramangwana rakanaka. Zvapupu zvaJehovha zvinoda kudzidza newe Bhaibheri uye kukubatsira kuti iwe nehama dzako muve neramangwana rakanaka.