Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Teerera Mwari Urarame Nokusingaperi

Musiki anoda kutitungamirira, kutidzivirira, uye kutikomborera.

Mashoko Okutanga

Mwari anotidzidzisa nzira yokurarama nayo yakanaka kupfuura dzose nekuti anoda vanhu.

Tinoteerera Sei Mwari?

Tinofanira kuziva zvekuita uye kuti ndiani anogona kutibatsira kuti tizviite.

Mwari Wechokwadi Ndiani?

Tinogona kudzidza kuti zita rake ndiani uyewo kudzidza nezvehumwe unhu hwake.

Upenyu Hwakanga Hwakaita Sei muParadhiso?

Chikamu chekutanga muBhaibheri chinotsanangura izvozvo.

Vakateerera Satani—Zvikaguma Nei?

Zvinhu zvakaipa zvakabva zvatanga kuitika.

Mafashamo Makuru—Ndivanaani Vakateerera? Ndivanaani Vasina?

Zvakabuda sei pachena kuti Noa nemhuri yake vaiva nemaonero akasiyana neevamwe vakararama panguva yavo?

Tinodzidzei paMafashamo Makuru?

Haisingori nhoroondo.

Jesu Aiva Ani?

Nei zvichikosha kuti tizive nezvake?

Rufu rwaJesu Runorevei Kwauri?

Runoita kuti uwane makomborero anoshamisa.

Paradhiso Ichauya Rini?

Bhaibheri rakafanotaura zvinhu zvaizoitika kana nguva yacho yava kusvika.

Zvikomborero Zvipi Zvichawanikwa Nevaya Vanoteerera Mwari?

Zvinhu zvausingadi kuzorasikirwa nazvo.

Jehovha Anotinzwa Here?

Ndezvipi zvinhu zvaunogona kumuudza?

Ungaitei Kuti Uve Nemhuri Inofara?

Musiki wemhuri ndiye anopa mazano akanaka kupfuura ese atingawana.

Tinofanira Kuitei Kuti Tifadze Mwari?

Pane zvimwe zvinhu zvaanovenga uye zvimwe zvaanofarira.

Ungaratidza Sei Kuti Wakavimbika Kuna Jehovha?

Kana uine chido chekuva akavimbika, zvichakubatsira pazvisarudzo zvaunoita.