Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Swedera Pedyo naJehovha

 CHIKAMU 2

“Anoda Zvakarurama”

“Anoda Zvakarurama”

Kusaruramisira kwakazara munyika yanhasi, uye Mwari ndiye anonyanya kushorwa nyangwe asina mhaka. Asi, Bhaibheri rinodzidzisa chokwadi chinofadza mwoyo—kuti “Jehovha anoda zvakarurama.” (Pisarema 37:28) Muchikamu chino tichadzidza kuti akaratidza sei kuti mashoko iwayo ndeechokwadi, achipa tariro kuvanhu vose.

ZVIRI MUCHIKAMU CHINO

CHITSAUKO 11

“Nzira Dzake Dzose Dzakarurama”

Nei kururamisira kwaMwari kuchifadza?

CHITSAUKO 12

‘Mwari Haaruramisiri Here?’

Kana Jehovha achivenga kusaruramisira, nei nyika yakazara nekusaruramisira?

CHITSAUKO 13

“Mutemo waJehovha Wakakwana”

Bumbiro remutemo ringaita sei kuti pave nerudo?

CHAPTER 14

Jehovha Anopa “Rudzikinuro Mukutsinhana Nevakawanda”

Dzidziso iri nyore asi yakadzama inogona kukubatsira kuti uswedere pedyo naMwari.

CHAPTER 15

Jesu ‘Anogadza Kururama Panyika’

Jesu akatsigira sei kururamisira panyika munguva yakapfuura? Ari kuzviita sei iye zvino? Uye achaita sei kuti pave nokururamisira munguva yemberi?

CHITSAUKO 16

“Uite Ruramisiro” Mukufamba naMwari

Nei Jesu akanyevera kuti: “Musatonga kuti murege kutongwa”?