Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Ndekupi Kwatingawana Mhinduro Dzemibvunzo Mikuru Yeupenyu?

Ndekupi Kwatingawana Mhinduro Dzemibvunzo Mikuru Yeupenyu?

Mhinduro dzacho dzinowanika  . . .

  • musayenzi here?

  • muuzivi hwevanhu here?

  • muBhaibheri here?

 MUMWE MUNYORI WEBHAIBHERI AKATI KUNA MWARI

“Itai kuti ndinzwisise . . . Shoko renyu ichokwadi.”Pisarema 119:144, 160, Shanduro yeNyika Itsva.

Bhaibheri riri kupa mamiriyoni evanhu mhinduro.

Ungada kuva mumwe wavo here?

Nzvimbo yepaIndaneti inonzi jw.org inogona kukubatsira.

 PAMIBVUNZO IYI NDEUPI UNONYANYA KUKUNETSA?

Ona kuti Bhaibheri rinopindura sei mibvunzo iyi pajw.org.

(Enda pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI › MIBVUNZO YEBHAIBHERI INOPINDURWA)

Inzwa zvimwe

NDIVANAANI VARI KUITA KUDA KWAJEHOVHA MAZUVA ANO?

Zvii Zvingawanikwa paWebsite yedu?

Unogona kudzidza zvakawanda nezvedu uye zvatinotenda uyewo unogona kuwana mhinduro dzemibvunzo yako yeBhaibheri.