Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu Yegungano Redunhu ya2017-2018​—Nemutariri Wedunhu

Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi

Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi
  1. Nei zvakaoma kuita zvakanaka? (1 Pet. 5:8; VaR. 12:2; VaR. 7:21-25)

  2. Kudyara nekuda kwenyama kuita sei, uye tingakudzivisa sei? (VaG. 6:8)

  3. Ndivanaani vatinofanira ‘kuitira zvakanaka’? (VaG. 6:10)

  4. Tingadyara sei nekuda kwemweya? (VaG. 6:8)

  5. Zvii zvatichakohwa kana tikasaneta? (VaG. 6:9)