Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu Yegungano Redunhu ya2017-2018​—Nemutariri Wedunhu

Usaneta Pakuita Zvakanaka!

Usaneta Pakuita Zvakanaka!

 MANGWANANI

  • 9:30 Mimhanzi

  • 9:40 Rwiyo Nhamba 77 Nemunyengetero

  • 9:50 Nei Zvakaoma Kuita Zvakanaka?

  • 10:05 Hurukuro Yekusiyirana: Usadyare Nekuda Kwenyama

    • Shandisa Nzira Dzekukurukura Nadzo paIndaneti Nekuchenjera

    • Sarudza Varaidzo Yakanaka

    • Dzivisa Pfungwa Yekuda Kuita Godo

    • Isa Tariro Yako Mune Ramangwana Rakachengeteka

  • 11:05 Rwiyo Nhamba 45 Nezviziviso

  • 11:15 Ramba Uchiitira Munhu Wese Zvakanaka

  • 11:30 Kuzvitsaurira Uye Kubhabhatidzwa

  • 12:00 Rwiyo Nhamba 63

 MASIKATI

  • 1:10 Mimhanzi

  • 1:20 Rwiyo Nhamba 127 Nemunyengetero

  • 1:30 Hurukuro Yavose yeBhaibheri: Zvinorevei Kuti Usaseka Mwari?

  • 2:00 Kupfupikiswa kweNharireyomurindi

  • 2:30 Rwiyo Nhamba 59 Nezviziviso

  • 2:40 Hurukuro Yekusiyirana: Ramba Uchidyara Nekuda Kwemweya

    • Iva Nepurogiramu Yakanaka Yekudzidza

    • Shandisa Zvinotaurwa neBhaibheri Muupenyu Hwako

    • “Usarega Ruoko Rwako Ruchizorora”

  • 3:40 Zvatichakohwa Kana Tikasaneta

  • 4:15 Rwiyo Nhamba 126 Nemunyengetero