Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu Yegungano Redunhu ya2017-2018​—Nemumiririri Webazi

Usaneta Pakuzadzisa Mutemo waKristu!

Usaneta Pakuzadzisa Mutemo waKristu!

 MANGWANANI

  • 9:40 Mimhanzi

  • 9:50 Rwiyo Nhamba 17 Nemunyengetero

  • 10:00 Chii Chinonzi Mutemo waKristu?

  • 10:15 Kuzadzisa Mutemo waKristu Patinenge Tisingaonekwi Nevanhu

  • 10:30 Kuzadzisa Mutemo waKristu Muushumiri Hwemumunda

  • 10:55 Rwiyo Nhamba 70 Nezviziviso

  • 11:05 Nei Mutemo waKristu Wakakwirira Kupfuura Mimwe Yese?

  • 11:35 Kuzvitsaurira Uye Kubhabhatidzwa

  • 12:05 Rwiyo Nhamba 51

MASIKATI

  • 1:20 Mimhanzi

  • 1:30 Rwiyo Nhamba 76

  • 1:35 Zvakaitika

  • 1:45 Kupfupikiswa kweNharireyomurindi

  • 2:15 Kuzadzisa Mutemo waKristu Mumhuri

  • 2:30 Kuzadzisa Mutemo waKristu Kuchikoro

  • 2:45 Rwiyo Nhamba 35 Nezviziviso

  • 2:55 Dananai, Sekudiwa Kwamakaitwa naJesu

  • 3:55 Rwiyo Nhamba 13 Nemunyengetero