Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu Yegungano Redunhu ya2017-2018​—Nemumiririri Webazi

Ona zvichange zvakaita purogiramu yegungano iri redunhu, ichange iine hurukuro dzemumiririri webazi.

Usaneta Pakuzadzisa Mutemo waKristu!

Purogiramu iyi ichatsanangura chinonzi Mutemo waKristu, uyewo zvatingaita kuti tiuzadzise.

Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi

Mibvunzo iyi ichapindurwa mupurogiramu yacho yese.