Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Mashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari!

Mwari Ane Zita Here?

Mwari Ane Zita Here?

Mwari ane mazita akawanda okumuremekedza anosanganisira okuti Wemasimbaose, Musiki, uye Ishe. (Jobho 34:12; Muparidzi 12:1; Dhanieri 2:47) Asi ane zita raakazvipa here?

Inzwa zvimwe

Chokwadi Pamusoro paMwari Ndechipi?

Unofunga kuti Mwari anokuda here? Verenga unzwe kuti Bhaibheri rinoti Mwari ane unhu hwakaita sei uye zvaungaita kuti uve pedyo naye.