Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Mashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari!

Kubatsirwa Kwaungaitwa neBhurocha Rino

Kubatsirwa Kwaungaitwa neBhurocha Rino

Bhurocha rino richakubatsira kuti unakidzwe nokudzidza zvakananga kubva muShoko raMwari, Bhaibheri. Magwaro ari panoperera ndima imwe neimwe anoratidza kuti ndepapi muBhaibheri rako paungaverenga mhinduro dzemibvunzo yakanyorwa nemabhii matema-tema.

Sezvaunoverenga ndima dzeBhaibheri, funga kuti dzinopindura sei mibvunzo iyi. Chero mumwe weZvapupu zvaJehovha achafara kukubatsira kuona zvinorehwa neMagwaro acho.Verenga Ruka 24:32, 45.

Ona kuti: Zvinyorwa zvose zvinotaurwa mubhurocha rino zvakabudiswa neZvapupu zvaJehovha.

Inzwa zvimwe

Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei?

Pasi rose Zvapupu zvaJehovha zvinozivikanwa nokukurukura nevanhu Bhaibheri. Tarisa uone maitiro avanoita.