Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2016

Bolivia: Kuvaka hofisi yeshanduro yemutauro weAymara kuEl Alto

Zvakaitika Gore Rakapera

Zvakaitika Gore Rakapera

“KUSHINGAIRA kwaJehovha wemauto kuchazviita,” inodaro Isaya 9:7 ichitsanangura nezvezvinhu zvaizoitwa naMwari achishandisa Umambo hwake. Jesu Kristu, uyo ari Mambo weUmambo ihwohwo, akashingairirawo kunamata kwechokwadi kubva paakatanga ushumiri hwake pasi pano kusvika paakapedza. (Joh. 2:17) Nyaya dzinotevera dzinoratidza kuti Zvapupu zvaJehovha pasi rose zviri kutevedzera sei kushingaira kunoita Jehovha naJesu kuburikidza nekubatsira vanhu kuti vazive kuti vanodiwa naBaba vavo vokudenga.

El salvador: Gungano remunharaunda ra2015

ZVIRI MUCHIKAMU CHINO

“JW Broadcasting Tinoida Chaizvo!”

Zvii zvakaitwa kuti nhepfenyuro iyi yeterevhizheni yepaIndaneti izovapo?

Kuita Kuti Dzimba dzoUmambo Dzikurumidze Kuvakwa

Basa racho rakachinjwa maitirwo aro kuti dzimba dzakawanda dzivakwe.

Basa Riri Kuitwa kuWarwick Rava Papi?

Inzwa kuti basa rekuvaka riri kuitwa kumahofisi makuru eZvapupu zvaJehovha rava papi.

Kuwana Vanhu Vanonetsa Kuona

Chii chakaita kuti Terry abvume kuti zvaakanzwa neZvapupu zvaJehovha kwaiva kupindurwa kwemunyengetero wake?

Chiedza Chinoramba Chichiwedzera Kupenya

Muchikamu chino, ona kuti Jehovha ari kuramba achivhenekera sei vanamati vake vechokwadi.

Kutsaurirwa Kwemapazi

Zvapupu zvaJehovha zvekuMadagascar nekuIndonesia zvakakomborerwa chaizvo kutanga kwegore ra2015.

Shanduro yeNyika Itsva Mumitauro Yakawanda

Mugore rebasa ra2015, Bhaibheri iri rakabudiswa mumitauro 16 riri pamhando dzakasiyana-siyana.

Mushumo Wenyaya Dzemumatare

Pasi rese hondo yekuti Zvapupu zvisasarurwe iri kuenderera mberi.

Nyaya Dzinofadza—Dzakaitika Kwakasiyana-siyana

Zvakatengwa nemari yakabuda mubhokisi remupiro raKen zvakabatsira kuti Imba yoUmambo ivakwe.