Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2016

Nhamba Dzose dza2015

Nhamba Dzose dza2015
  • Mapazi eZvapupu zvaJehovha: 89

  • Nhamba Yenyika Dzakashuma: 240

  • Ungano Dzose: 118 016

  • Vakapinda Chirangaridzo Pasi Rose: 19 862 783

  • Vakadya paChirangaridzo Pasi Rose: 15 177

  • Nhamba Yevaparidzi Yatanga Tisati Tambosvitsa Mubasa roUmambo: 8 220 105

  • Avhareji Yevaparidzi Vanoparidza Mwedzi Woga Woga: 7 987 279

  • Kuwedzera Kwakaitika Kubva Gore ra2014: 1,5%

  • Nhamba Yevose Vakabhabhatidzwa: 260 273

  • Avhareji Yemapiyona Ebetsero Mwedzi Woga Woga: 443 504

  • Avhareji Yemapiyona Mwedzi Woga Woga: 1 135 210

  • Maawa Ose Akaitwa Muushumiri: 1 933 473 727

  • Avhareji Yezvidzidzo zveBhaibheri Mwedzi Woga Woga: 9 708 968

Mugore rebasa ra2015, Zvapupu zvaJehovha zvakashandisa mari inopfuura $236 000 000 pakutsigira mapiyona chaiwo, mamishinari, uye vatariri vematunhu mumabasa avo oushumiri. Pasi rose, vashumiri vakagadzwa 26 011 vanoshanda pamapazi akasiyana-siyana. Vose zvavo inhengo dzeBoka Romunyika Yose Revashumiri Chaivo Venguva Yakazara reZvapupu zvaJehovha.