Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2016

Kuparidza Nokudzidzisa Munyika Yose

Kuparidza Nokudzidzisa Munyika Yose

 PASI ROSE

  • NYIKA 240

  • NHAMBA YEVAPARIDZI YATISATI TAMBOSVITSA 8 220 105

  • MAAWA AKAITWA MUUSHUMIRI HWOMUMUNDA 1 933 473 727

  • ZVIDZIDZO ZVEBHAIBHERI 9 708 968

ZVIRI MUCHIKAMU CHINO

Africa

Inzira itsva dzipi dziri kushandiswa neZvapupu pakuparidza mashoko akanaka?

Nyika dzekuAmerica

Nei mumwe mukadzi aidzidza ari kusango achiona nekenduru? Nei mumwe mambo wemarudzi akatanga-tanga kugara kuAmerica ainge akamirira Zvapupu? Uye nei mumwe munhu aimbotambudza Zvapupu akachema?

Nyika dzokuAsia neMiddle East

Hapana chinotadzisa vazivisi voUmambo kuita basa ravo, kungava kuremara kana kusungwa.

Europe

Murume werudzi rwechiRoma, musungwa, uye mukadzi aifunga kuzviuraya, vakabayiwa mwoyo pavakanzwa chokwadi.

Oceania

Matafura emabhuku, zvingoro, jw.org, nemavhidhiyo zviri kushandiswa pakudyara mbeu yechokwadi kuvanhu vakawanda