Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Zviri muShoko raMwari

 MUBVUNZO 14

Ungashandisa Sei Zvinhu Zvako?

Ungashandisa Sei Zvinhu Zvako?

“Munhu anongoda zvemafaro achava munhu anoshayiwa; anoda waini nemafuta haazowani pfuma.”

Zvirevo 21:17

“Uya anokwereta anova muranda womunhu anomukweretesa.”

Zvirevo 22:7

“Ndiani wenyu anoti kana achida kuvaka shongwe asingatangi agara pasi, overenga zvinodiwa, kuti aone kana aine zvakakwana zvokuipedza nazvo? Kana akasadaro, angavaka nheyo yayo asi okundikana kuipedza, uye vose vanoona vangatanga kumuseka, vachiti, ‘Murume uyu akatanga kuvaka asi akakundikana kupedza.’”

Ruka 14:28-30

“Pavakanga vaguta, akati kuvadzidzi vake: ‘Unganidzai zvimedu zvasara, kuti parege kuva nezvinopambadzwa.’”

Johani 6:12