Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Zviri muShoko raMwari

 MUBVUNZO 8

Mwari Ndiye Ari Kukonzera Kutambura Kwevanhu Here?

Mwari Ndiye Ari Kukonzera Kutambura Kwevanhu Here?

“Mwari wechokwadi haamboiti zvakaipa, uye Wemasimbaose haamboiti zvisina kururama!”

Jobho 34:10

“Paanenge achiedzwa, munhu ngaarege kuti: ‘Ndiri kuedzwa naMwari.’ Nokuti hapana munhu angaedza Mwari nezvinhu zvakaipa uyewo iye haaedzi munhu.”

Jakobho 1:13

“Muchikanda kuzvidya mwoyo kwenyu kwose paari, nokuti iye ane hanya nemi.”

1 Petro 5:7

“Jehovha haanonoki pane zvaakapikira, sezvinofunga vamwe vanhu kuti kunonoka, asi anokushivirirai nokuti hapana waanoda kuti aparadzwe asi anoda kuti vose vasvike pakupfidza.”

2 Petro 3:9