Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Zviri muShoko raMwari

 MUBVUNZO 13

Bhaibheri Rinotii Panyaya Yebasa?

Bhaibheri Rinotii Panyaya Yebasa?

“Unoona munhu ane unyanzvi pabasa rake here? Iye achamira pamberi pemadzimambo; haazomiri pamberi pevanhuwo zvavo.”

Zvirevo 22:29

“Anoba ngaachirega kubazve, asi ngaashande nesimba, achiita basa rakanaka nemaoko ake, kuti ave nechimwe chinhu chokupa mumwe munhu anoshayiwa.”

VaEfeso 4:28

“Munhu wose adye, anwe, uye afadzwe nezvinhu zvakanaka pabasa rake rose rakaoma. Icho chipo chaMwari.”

Muparidzi 3:13