Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Zviri muShoko raMwari

 MUBVUNZO 4

Bhaibheri Rakarurama Here Mune Zvesayenzi?

Bhaibheri Rakarurama Here Mune Zvesayenzi?

“Anotatamura kuchamhembe panzvimbo isina chinhu, achiturika nyika pasina chinhu.”

Jobho 26:7

“Hova dzose dzomuchando dzinoenda kugungwa, asi gungwa harizari. Kunobva hova dzomuchando, ndiko kwadzinodzokerazve.”

Muparidzi 1:7

“Kune Uya agere pamusoro pedenderedzwa renyika.”

Isaya 40:22