Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | VAHEBHERU 12-13

Jehovha Anotirayira Nekuti Anotida

Jehovha Anotirayira Nekuti Anotida

12:5-7, 11

Kurayira kunosanganisira kuranga, kutsiura kana kuti kudzidzisa. Jehovha anotirayira sezvinoita baba vanoda vana vavo. Dzimwe nzira dzatinorayirwa nadzo ndeidzi:

  • Kuverenga Bhaibheri, kudzidza tiri tega, kupinda misangano, uye kudzamisa pfungwa pane zvatinenge tichidzidza

  • Kutsiurwa nemumwe watinonamata naye

  • Kudzidza kubva pazvikanganiso zvedu

  • Kutsiurwa nedare rinotonga kana kuti kudzingwa

  • Miedzo inenge yabvumirwa naJehovha.​—w15 9/15 21 ¶13; it-1-E 629