Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | VAHEBHERU 11

Kutenda Kunokosha

Kutenda Kunokosha

11:1, 6, 33-38

Kuva nekutenda kwakasimba kungakubatsira sei pazvinhu zvinotevera?

  • Kana ukapiwa basa raunoona serakaoma musangano.​—VaH 11:8-10

  • Kana ukafirwa.​—VaH 11:17-19

  • Kana hurumende ikaisa mitemo inokutadzisa kunamata wakasununguka.​—VaH 11:23-26