Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

September 16-22

VAHEBHERU 11

September 16-22
  • Rwiyo 119 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Kutenda Kunokosha”: (10 min.)

    • VaH 11:1​—Chii chinonzi kutenda? (w16.10 27 ¶6)

    • VaH 11:6​—Pasina kutenda hazviiti kunyatsofadza Mwari (w13 11/1 11 ¶2-5)

    • VaH 11:33-38​—Vashumiri vaMwari vekare vakakwanisa kutsungirira matambudziko nekuti vaiva nekutenda (w16.10 23 ¶10-11)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • VaH 11:4​—Chii chakaita kuti Abheri ave nekutenda kwakasimba? (it-1-E 804 ¶5)

    • VaH 11:5​—Inoki akaitirwei naJehovha nemhaka yekutenda kwake? (wp17.1 12-13)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) VaH 11:1-16 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

KURARAMA KWECHIKRISTU