Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

 KURARAMA KWECHIKRISTU

Zvininipise Uye Iva Nemwero Sezvaiitwa naJesu

Zvininipise Uye Iva Nemwero Sezvaiitwa naJesu

Kunyange zvazvo Jesu aiva munhu mukuru kupfuura vese panyika, akakudza Jehovha kuratidza kuti aizvininipisa uye aiva nemwero. (Joh 7:16-18) Asi ngirozi yakaipa yakazozivikanwa saSatani yakazviita Dhiyabhorosi, zvinoreva kuti “Mucheri.” (Joh 8:44) VaFarisi vakaratidza mafungiro aSatani ekuzvikudza uye zvakaita kuti vatarisire pasi munhu wese aitenda muna Mesiya. (Joh 7:45-49) Tingatevedzera sei Jesu patinopiwa mabasa ekuita muungano?

ONA VHIDHIYO INONZI IVAI NERUDO PAKATI PENYU”​—USAITA GODO UYE USAZVIKUDZA, CHIKAMU 1, WOZOPINDURA MUBVUNZO UYU:

  • Alex akaratidza sei kuti aizvikudza?

ONA VHIDHIYO INONZI IVAI NERUDO PAKATI PENYU”​—USAITA GODO UYE USAZVIKUDZA, CHIKAMU 2, WOZOPINDURA MIBVUNZO IYI:

  • Alex akaratidza sei kuti aizvininipisa?

    Alex akakurudzira sei Bill naCarl?

ONA VHIDHIYO INONZI IVAI NERUDO PAKATI PENYU”​—USADADA UYE USAITA ZVINHU ZVISINA MWERO, CHIKAMU 1, WOZOPINDURA MUBVUNZO UYU:

  • Hama Harris vakaratidza sei kuti havana mwero?

ONA VHIDHIYO INONZI IVAI NERUDO PAKATI PENYU”​—USADADA UYE USAITA ZVINHU ZVISINA MWERO, CHIKAMU 2, WOZOPINDURA MIBVUNZO IYI:

  • Hama Harris vakaratidza sei kuti vane mwero?

    Zvakaitwa nahama Harris zvakadzidzisei Faith?