Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  September 2017

September 25–October 1

DHANIERI 4-6

September 25–October 1
  • Rwiyo 47 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Ucharamba Uchishumira Jehovha Here?”: (10 min.)

    • Dha 6:7-10—Dhanieri akaramba achishumira Jehovha kunyange pazvaigona kumuurayisa (w10 11/15 6 ¶16; w06 11/1 24 ¶12)

    • Dha 6:16, 20—Mambo Dhariyasi akaona kuti Dhanieri aida Jehovha nemwoyo wese (w03 9/15 15 ¶2)

    • Dha 6:22, 23—Jehovha akakomborera Dhanieri nekuti akaramba achimushumira (w10 2/15 18 ¶15)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Dha 4:10, 11, 20-22—Muti mukuru wakarotwa naNebhukadhinezari waimiririrei? (w07 9/1 18 ¶5)

    • Dha 5:17, 29—Chii chakaita kuti Dhanieri amboramba zvipo zvaaida kupiwa naMambo Bheshazari, asi pava paya achibva azozvigamuchira? (w88 10/1 30 ¶3-5; dp 109 ¶22)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Dha 4:29-37

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) inv

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) inv—Ratidza zvaunoita paunodzokera kunoona munhu wawakasiyira pepa iri.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 120 ¶16—Kurudzira waunodzidza naye kuti arambe akavimbika kuna Mwari pasinei nekushorwa nevanhu vemumhuri.

KURARAMA KWECHIKRISTU