Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  September 2017

 KURARAMA KWECHIKRISTU

Ramba Wakavimbika Kana Hama Yako Ikadzingwa

Ramba Wakavimbika Kana Hama Yako Ikadzingwa

Ona vhidhiyo inonzi Tsigira Zvinotaurwa naJehovha Wakavimbika​—Siyana Nevanhu Vanoita Zvakaipa Vasingapfidzi, wozopindura mibvunzo iyi:

  • Muedzo upi wakasangana nevabereki vaSonja?

  • Chii chakavabatsira kuti varambe vakavimbika?

  • Kuramba vakavimbika kuna Jehovha kwakabatsira sei Sonja?