Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  September 2017

September 18-24

DHANIERI 1-3

September 18-24
  • Rwiyo 148 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Tikavimbika Kuna Jehovha Tinokomborerwa”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raDhanieri.]

    • Dha 3:16-20—Shamwari dzaDhanieri dzakaramba dzakavimbika kuna Jehovha kunyange zvazvo zvakanga zvisiri nyore (w15 7/15 25 ¶15-16)

    • Dha 3:26-29—Kuvimbika kwavo kwakaita kuti Jehovha arumbidzwe uye akavakomborera (w13 1/15 10 ¶13)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Dha 1:5, 8—Chii chakaita kuti Dhanieri neshamwari dzake nhatu vafunge kuti zvekudya zvavakapiwa namambo zvaizovasvibisa? (it-2-E 382)

    • Dha 2:44—Nemhaka yei Umambo hwaMwari huchizoparadza hurumende dziri panyika? (w12 6/15 17, bhokisi; w01 10/15 6 ¶4)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Dha 2:31-43

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Isa 40:22—Dzidzisa Chokwadi—Siya pekuzotangira.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) VaR 15:4—Dzidzisa Chokwadi—Musiyire kadhi reJW.ORG.

  • Hurukuro: (6 min. zvichidzika) w17.02 29-30—Musoro: Jehovha Anogara Aongorora Kuti Ndezvipi Zvatinogona Kutsungirira Obva Asarudza Miedzo Yatichasangana Nayo Here?

KURARAMA KWECHIKRISTU