Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  September 2017

September 11-17

EZEKIERI 46-48

September 11-17
  • Rwiyo 139 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Makomborero Aizowanikwa nevaIsraeri”: (10 min.)

    • Eze 47:1, 7-12—Nyika yavo yaizokomborerwa (w99 3/1 10 ¶11-12)

    • Eze 47:13, 14—Mhuri imwe neimwe yaizopiwa nhaka (w99 3/1 10 ¶10)

    • Eze 48:9, 10—Vanhu vasati vapiwa nhaka, paifanira kutanga pasarudzwa nzvimbo yainzi “mupiro” waJehovha

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Eze 47:1, 8; 48:30, 32-34—Chii chakaita kuti nhapwa dzechiJudha dzizive kuti zvimwe zvaitaurwa naEzekieri nezvetemberi zvine zvazvaireva? (w99 3/1 11 ¶14)

    • Eze 47:6—Nemhaka yei Ezekieri achinzi “mwanakomana womunhu”? (it-2-E 1001)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eze 48:13-22

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kavha yewp17.5​—Siya pekuzotangira.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) wp17.5​—Ratidza zvaunoita paunodzokera kunoona munhu wawakasiyira magazini iyi uye chimuratidza rimwe bhuku ratinodzidza naro nevanhu Bhaibheri.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 34 ¶17—Koka munhu wacho kumusangano.

KURARAMA KWECHIKRISTU