Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

USHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU–PUROGIRAMU YEZVOKUITA UYE ZVICHADZIDZWA SEPTEMBER 2016

September 5-11

Pisarema 119

September 5-11
  • Rwiyo 48 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Famba Mumutemo waJehovha”: (10 min.)

    • Pis 119:1-8—Mufaro wechokwadi unobva pakufamba kwatinoita mumutemo waMwari (w05 4/15 10 ¶3-4)

    • Pis 119:33-40—Shoko raMwari rinotipa ushingi hwekukunda miedzo yatinosangana nayo (w05 4/15 13 ¶12)

    • Pis 119:41-48—Kuziva chokwadi chiri muShoko raMwari kunotipa chivimbo chokuti tiparidze (w05 4/15 13 ¶13-14)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Pis 119:71—Kutambura kunogona kutibatsirei? (w06 9/1 14 ¶4)

    • Pis 119:96—Mashoko okuti “ndakaona kukwana kwose kuchiguma” anorevei? (w06 9/1 14 ¶5)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 119:73-93

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Gadzirira Mharidzo Dzemwedzi Uno: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo yemharidzo yekuenzanisira imwe neimwe, mobva makurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa. Kurudzirai vaparidzi kuti vanyore mharidzo dzavo pachavo.

KURARAMA KWECHIKRISTU